Search the WhatsAd Community Intelligence index of WhatsApp groups to find the best ones.
1 result in the WhatsAd group index
[link hidden β subscribe to view]
Verified invite link, member details and advertising options on WhatsAd.
Grp redu hatidi vanotukana Malinks Audios Politics Tinoda zvinowaka hupenyu hwevanhu ,hutano tinotambira vanouya kumainbox *Dare ramambo* rinematare atinoita kune anouya kumba kuzosangana namambo vanokubatsirai handizvose zvinopera nemaremedy zvimwe zvinotoda nyamunhu pachake kuti akundiswe saka sunungukai musha ndiwoyu
1.Dare rino ndereChivanhu kudzidza nekudzidzisa chivanhuπ§. 2.Kududzirwa kwemakope kubva mangwanani kusvika na 11:30 mangwanani π§. 3.Hatitenderi Chingezi tinotaura nerurimi rwaamai mudare π§. 4.Hatidi kutukana nekushorana, kutaura zvinyadzi nekutsoropodzana mudare π§. 5.Hatitenderi dzimwe nhawu dzisineyi nechivanhu mudare π§. 6.Hatidi maLink emamwe matare muno mudare π§. 7.Hatidi mavhoisi recodhi muno mudare π§. 8.Hatidi masitika π§. 9.Hatidi ma adhivhetiπ§. 10.πππKANA IRI NGUVA YEMAKOPE HAPADIKWI DZIMWE NYAYA KANA MIBVUNZO,,ZVOSE IZVOZVO ZVINOZOITWA KUDUDZIRWA KWEMAKOPE KWAPFUURAππππ§.