Search the WhatsAd Community Intelligence index of WhatsApp groups to find the best ones.
1 result in the WhatsAd group index
๐ซ๐ซ๐ซ
Verified invite link, member details and advertising options on WhatsAd.
Muno tinoda avo vava serious kuda kuvaka imba kwete zvemujolo kana urikutsvaga mujolo usapinda zvako muno .chekutanga uchipinda time full pic zita ,number yemakore ,number yevana,uye kwaunogara nehealth status yako uye kuti urikutarisira kuva nemunhu akaita sei muupenyu hwako โค๏ธโค๏ธโค๏ธ๐ฉโโค๏ธโ๐โ๐จ๐ฉโโค๏ธโ๐โ๐จ๐ฉโโค๏ธโ๐โ๐จ,*THIS PLATFORM IS ONLY FOR SINGLES, SURTADAY AND SUNDAY IPIC DAY MUNHU WESE,, NGACHIPFUTE CHIMOTO CHERUDO LETS GOO ๐ฏ๏ธ๐ฅฐ๐ฅฐ no links. Kna warambwa usatuka munhu pliz
*WANANO YECHOKWADI SINGLE AND SEARCHING GROUP RULES!* Strictly for single people age kuvanhukadzi toda 20 zvichikwira kuvarume 25 zvichikwira,,,hatidi vanhu vane vanhu wavo muno *Every Saturdays and Wednesdays it's pic day ๐ธ everyone participates. * Awana wake munotenderwa kuisa grid or selfie kuti munhu wako asazoenderwe neumwe. * No kutukanaโ๏ธ * No kushorana โ๏ธ* Nyaya dzekumaInbox ngadziperere ikoko tapota.โ๏ธ * No links โ๏ธ * No Zvinyadzi โ* No stickers โ๏ธ* No Videosโ๏ธ *voice call anoitwa chete kutanga na20:00 husiku.
1.Dare rino ndereChivanhu kudzidza nekudzidzisa chivanhu๐ง. 2.Kududzirwa kwemakope kubva mangwanani kusvika na 11:30 mangwanani ๐ง. 3.Hatitenderi Chingezi tinotaura nerurimi rwaamai mudare ๐ง. 4.Hatidi kutukana nekushorana, kutaura zvinyadzi nekutsoropodzana mudare ๐ง. 5.Hatitenderi dzimwe nhawu dzisineyi nechivanhu mudare ๐ง. 6.Hatidi maLink emamwe matare muno mudare ๐ง. 7.Hatidi mavhoisi recodhi muno mudare ๐ง. 8.Hatidi masitika ๐ง. 9.Hatidi ma adhivheti๐ง. 10.๐๐๐KANA IRI NGUVA YEMAKOPE HAPADIKWI DZIMWE NYAYA KANA MIBVUNZO,,ZVOSE IZVOZVO ZVINOZOITWA KUDUDZIRWA KWEMAKOPE KWAPFUURA๐๐๐๐ง.
DARE RINO NDEREKUSHAVA .Vanotsvaka mibato yemaoko .Vanemabasa nevarikutsvaka .Vanotenga nevanotengesa KANA WASENDA BASA RAKO UNONYORA NEKWAUNOBVA RULES .MUSASENDA MAMWE MAGROUP LINKS โ .MUSASENDA MAPORNO VIDEOS .MUSASENDA MASHOKO EZVINYADZI โ .MUSATUKANAโ .Zvekumhoresana ngazviitwe zvishoma .Muno hamusi memakope .Ngatisashore zvashambadzwa nemumwe .Kana pane waunoziva Kuti ane hutsotsi kurumidzai kuudza ma admin adzurwe .Musatumire Mari cash on delivery .Isa picture yechinhu chauri kushambadza,price yacho,kwachinowanikwa,location TEVEDZERAI MITEMO HAMA DZANGU ๐๐๐๐๐๐๐
Idare rekudzidzisana kuvaka musha. Hamudiwe ma sitika Hamudiwe varume. Idzidziso dzemachembere. Tinotaura nemutauro wedu. Vese vanematambudziko nemibvunzo makasununguka kuvhunza. Uye hatidudzire makope mudare rino.mukadzi wese akasungunuka kutaura dambudziko rake ,kana kupakurira vamwe mazano