Search the WhatsAd Community Intelligence index of WhatsApp groups to find the best ones.
1 result in the WhatsAd group index
*IMWE NGUVA WAKATOMBOZVIITWA.* *VANOKUMBIRA CHANGE KWAURI KANA KUTENGA CHINHU CHIDIKI* *KWAURI VOENDA HAVO.* *MUSHURE MENGUVA DIKI POWOTI NDITARISE MARI YANGU WANIKWE DZANGOVE HOMWE* _*TEERERA MA AUDIO NDIKUPANGIDZE KUTI ZVINOITWASEI*_ *WHITE MAGIC MONEY TRICK IT'S AN ART NOT RITUAL.* *_HAKUSI KUROMBA UYE HAZVINA MHIKO KANA ROPA_*
Grp redu hatidi vanotukana Malinks Audios Politics Tinoda zvinowaka hupenyu hwevanhu ,hutano tinotambira vanouya kumainbox *Dare ramambo* rinematare atinoita kune anouya kumba kuzosangana namambo vanokubatsirai handizvose zvinopera nemaremedy zvimwe zvinotoda nyamunhu pachake kuti akundiswe saka sunungukai musha ndiwoyu
1.Dare rino ndereChivanhu kudzidza nekudzidzisa chivanhu๐ง. 2.Kududzirwa kwemakope kubva mangwanani kusvika na 11:30 mangwanani ๐ง. 3.Hatitenderi Chingezi tinotaura nerurimi rwaamai mudare ๐ง. 4.Hatidi kutukana nekushorana, kutaura zvinyadzi nekutsoropodzana mudare ๐ง. 5.Hatitenderi dzimwe nhawu dzisineyi nechivanhu mudare ๐ง. 6.Hatidi maLink emamwe matare muno mudare ๐ง. 7.Hatidi mavhoisi recodhi muno mudare ๐ง. 8.Hatidi masitika ๐ง. 9.Hatidi ma adhivheti๐ง. 10.๐๐๐KANA IRI NGUVA YEMAKOPE HAPADIKWI DZIMWE NYAYA KANA MIBVUNZO,,ZVOSE IZVOZVO ZVINOZOITWA KUDUDZIRWA KWEMAKOPE KWAPFUURA๐๐๐๐ง.
Verified invite link, member details and advertising options on WhatsAd.