Search the WhatsAd Community Intelligence index of WhatsApp groups to find the best ones.
1 result in the WhatsAd group index
Inbox Auntie M.C admin straight to your point , Ladies we post for free, man pays π
Verified invite link, member details and advertising options on WhatsAd.
Muno tinoda avo vava serious kuda kuvaka imba kwete zvemujolo kana urikutsvaga mujolo usapinda zvako muno .chekutanga uchipinda time full pic zita ,number yemakore ,number yevana,uye kwaunogara nehealth status yako uye kuti urikutarisira kuva nemunhu akaita sei muupenyu hwako β€οΈβ€οΈβ€οΈπ©ββ€οΈβπβπ¨π©ββ€οΈβπβπ¨π©ββ€οΈβπβπ¨,*THIS PLATFORM IS ONLY FOR SINGLES, SURTADAY AND SUNDAY IPIC DAY MUNHU WESE,, NGACHIPFUTE CHIMOTO CHERUDO LETS GOO π―οΈπ₯°π₯° no links. Kna warambwa usatuka munhu pliz
Vanoda dzimba nemabasa pindai ,malandload vanoda matenands and vanoda vanhu vabasa inbox any of admin plz onai grup description
*WANANO YECHOKWADI SINGLE AND SEARCHING GROUP RULES!* Strictly for single people age kuvanhukadzi toda 20 zvichikwira kuvarume 25 zvichikwira,,,hatidi vanhu vane vanhu wavo muno *Every Saturdays and Wednesdays it's pic day πΈ everyone participates. * Awana wake munotenderwa kuisa grid or selfie kuti munhu wako asazoenderwe neumwe. * No kutukanaβοΈ * No kushorana βοΈ* Nyaya dzekumaInbox ngadziperere ikoko tapota.βοΈ * No links βοΈ * No Zvinyadzi β* No stickers βοΈ* No VideosβοΈ *voice call anoitwa chete kutanga na20:00 husiku.
Muno munotaurwa zve hutano nenyaya dzinovaka ,kukurudzirana hutsanana βCyber bullying, kana kutumira zvinopesana ne mutemo we Constituion of Zimbabwe, Human Rights Act. Hatide nyaya dzekuma church kana kunyomba vamwe vanamati vemamwe machurch ndapota tikawana uchiita zvinopesana neizvi πͺππΎ1.No links, Malinks ose angada kutumirwa ikodzero ya Amin kukutendera kana kukurambidza saka unokumbira,no Channels.,ukaita izvozvo wabuda mu group, Admin chete ndiye anotendrwa 2.No Politics 3.No pakunyombana nekudzikisirana 4.Hapana anotenderwa kuvinga munhu ku inbox kunze kwa Admin chete 5.Rino harisi grp rekutsvaga rudo sakatakaisa matanho kuchengetedza hunhu nechiremera che nhengo dzose paku screener vose vanopinda kuti vakadzi here asiwo pamwe mungazoona moteverwa kuseri nemurume apinda nemistake zivisai ma-admin vanoziva zvekuita.