Search the WhatsAd Community Intelligence index of WhatsApp groups to find the best ones.
1 result in the WhatsAd group index
No zvinhu zvisina basa news only zvinopisa zvikuitika no mabhero no advets no links , , , , , , vane zvavanenge vawana zvopisa you are freee to post here, , thanks
Verified invite link, member details and advertising options on WhatsAd.
๐Tinoda vanhu vanofara vasingatukani uye zvinhu zvatinosangana nazvo muupenyu titaure tisanyara tinobatsirika chose pano zvese zvemudzimba kusanganisira dzepabonde hatidi pono please ๐ค๐ปndatenda
Tilder Live naBhozhongora Hamubvumidzwe mamwe malinks emamwe magrupsโ Hamudiwe maStickersโ Hatitukaniโ Zvinyadzi Noโ Hatitukaniโ Grup redu nderekubatsirana nemazano mukaiswa topic or kukaita munhu anoda kubatsirwa ngatimubatsireiโ โ โ Vanoda zveNyengo pedzeranai kumainbox musauye nenyaya dzenyu kugrup usingadi kutaura nemunhu just block
Mutemo, zvinobvumidzwa munhu wese anosenda zvirongwa music movies tichifara. Zvisingabvumidzwe, kutukana โ. Kuyendera munhu inbox pasina kuwirirana โ. Zvimumu tinodzura kuitira vamwe vanoda kupinda. Hatidi amwe ma links โKutaura zvinyadzi nekutumira zvinonyadzisa zvisina hunhu Noooโโโmuno hamusi mekutsvaga varume or vakadzi โโtakauya kuzofara... Voice note โโโ
๐๐๐๐๐ ๐๐๐๐๐ *Firstly please note that bhozhongora segment is from MONDAY TO THURSDAY* *1||โNo links* *2||โ๐๐จ ๐๐จ๐ข๐๐ ๐ง๐จ๐ญ๐* *3||โ๐๐จ ๐ฌ๐ญ๐ข๐๐ค๐๐ซ* *4||โ๐๐จ ๐ฉ๐จ๐ฅ๐ข๐ญ๐ข๐๐ฌ* *5||โ๐๐จ ๐ฉ๐จ๐ซ๐ง/๐ง๐ฎ๐๐๐ฌ ๐ฉ๐ข๐๐ฌ* *6||โ๐๐จ ๐ฏ๐ฎ๐ฅ๐ ๐๐ซ ๐ฅ๐ฎ๐๐ง๐ ๐ฎ๐๐ ๐* *7||โNo ๐ฌ๐ข๐ฅ๐๐ง๐ญ members will be removed* *Enjoy the free space ๐ we always welcome you all* *1||โ ๐๐๐ฌ๐ฉ๐๐๐ญ ๐๐๐๐ก ๐จ๐ญ๐ก๐๐ซ*โ๏ธ *2||โ ๐๐จ๐ค๐๐ฌ/๐๐ง๐ ๐ฅ๐จ๐ฏ๐*โ๏ธ *3||โ ๐๐ฏ๐๐ซ๐ฒ๐จ๐ง๐ must talk*โ๏ธ *4||โ ๐๐๐ญ'๐ฌ ๐ญ๐ก๐๐ง๐ค ๐ฐ๐ก๐๐ญ ๐ฐ๐ ๐ซ๐๐๐๐ข๐ฏ๐*โ๏ธ *Every Sunday pic day*๐ *Novels ๐ are allowed* *ษชา สแดแด แด ษชแด ษด'แด แดษดแด แดสsแดแดษดแด แด แดสส แดกแดสส แดsแด one of แดแดส แดแด แดษชษดs* [link hidden โ subscribe to view]
MITEMO YEZVINODIWA NEZVISINGADIWE TICHITANDARA NO KUTUKANA NO KUENDERANA KUMA INBOX EVANHU NO ZVINYADZI NO GROUP CALL NO VOICE NOT NO STICKERS NO NUD PICTURES NO LINKS FOR OTHER GROUPS NO MA CHANNELS ASINEI NEZVE GROUP RINO NO POLITICS STORYS NO BEDROOM STORY MUNO HAMUSI MEKUTSVAGA VARUME KANA VAKADZI VASINA MA USERNAME ISAI NDATENDA WELCOME NEW MEMBERS REQUEST APPROVAL 10 UP WHAT'S ONE LOVE AS ONE FAMILY
NO LINKS โ KUTUKANA โ AUDIO โ RESPECT MUNHU WESE POLITICS โ MUNHU WESENDI DJ UNOTENDERWA KUKANDA MUSIC YAUNAYO STICKER KANA UCHIDA SONG UNOITA SO ๐ .PLAY KILLER t KANA MANYURA OR .SONG KANA MANYURA UKABUDISWA USAENDA KUNA ADMIN ASINA KUKUDZURA TAURA NEAKUDZURA KANA AKABVUMA NDIZVOZVO AKARAMBA NDIZVOZVO