Search the WhatsAd Community Intelligence index of WhatsApp groups to find the best ones.
1 result in the WhatsAd group index
Verified invite link, member details and advertising options on WhatsAd.
Tinokugamuchirai paZambuko rehope nechiporofita sungunukai kukanda hope dzenyu kutanga na5 kusvika na9 inenge iri nguva yehope,kozotevera kundiso dzacho,kune nguva yekurapiwa kwezvirwere zvose nekuporeswa, koita nguva yekubatsirwa kwevanhu,hapana dambudziko rinonzi raita hombe muno varipo vakauya nematambudziko mahombe chaiwo asi akaperera muno Go back to sender Cancer Mbereko ichinetsa Kudzosa mudiwa akaenda namairwei Kubviswa munyama Kuwana basa Kusungurwa upenyu hwakasungwa Kubviswa mweya wechikwambo Vakasungwa Nezvimwe zvakasiyana siyana zvose zvinopera nezita raJesu Hatidi kutukana muno ndeme vatendi โ Kushorana hatidiโ No other links allowed โ Kutaura zvinyadzi noโ No stickers allowed โ Tinoremekedzana semhuri imwechete tichipana mazano eupenyu kuvaka maguta edu neshoko raMwari tichidzorana nebhaibheri sevakrsitu zvimwe muchaziviswa mavamuno ndatenda ๐
[link hidden โ subscribe to view]
Makadii vazukuru vaSekuru Sinyoro muno munoitwa zvinotevera๐๐ฟ 1.Kudzidziswa zvechivanhu, 2.Kududzirwa kwehope kubva mangwanani kusvika na11am. 3.Kurapwa nematare 4.Kumutsa mudzimu 5.Kubatsirwa zvemanjuzu 6.Kugadzirirwa/kutsigisa musha. 7.Vanetseka nembereko munobatsirwa 8.Vanoda mabsa kna mhanza yakanaka mukushanda matare anokuvhurirai. *Zvisingadiwe mugroup* โช๏ธMusaisa malinks emamwe magroups. โช๏ธHatidi vanotukana, โช๏ธHatidi kushorana kana kuzvidzana. โช๏ธHatidi vanotaura zvinyadzi โช๏ธMusaita maaudios *NB.Vanoda kuvhunza kana kubatsirwa nematare munoenda kuinbox kwaSekuru Sinyoro phone number dzavo idzo [contact hidden]*
#)TINOZVIZIVISA MAZITA EDU NEKWATINONAMATA,VAPOROFITA VANOSUNGIRWA KUTANGA VAZVIZIVISA KWAVANOBVA KWAVANONAMATIRA #2HATITENDERE MALINKS,ZVINYADZI,KUTUKANAโ #3)VAPOROFITA,VADUDZIRI VANOTENGERWA DATA NEMI VATENDI. #4)MAZITA NGAANYORWE ZVINE RUKUDZO KANAKUTI CHIREMERERA. #5)TINOKUMBIRA HOPE, MHARIDZO KUKWAZISANA,ZVISASANGANISWE. #6)TINOBATSIRA PACHENA,ASI VATENDI VANODA ZVEKUTENDA VAPOROFITA, VATUNGAMIRIRI VENYU HAMURAMBIDZWE. #7) HATITENDERI MUPOROFITA ANOSANGANISA ZVEMUDZIMU NECHINAMATO. #8)MUKAISA HOPE MUKAONA DZANONOKA KUDUDZIRWA MUSAORE MOYO DZIKARAMBA DZICHISARA DZIDZOSEI KANA KUBATA MA ADDIMIN.